RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 May p. 10
  • June 7-13

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • June 7-13
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 May p. 10

June 7-13

DHEUTERONOMI 3-4

  • Rwiyo 98 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Mirayiro yaJehovha Yakarurama Uye Inoratidza Uchenjeri”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Dhe 4:23—Nei Jehovha akapa vanhu vake murayiro uyu? (w04 9/15 25 ¶3)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Dhe 3:1-13 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • “Wedzera Mufaro Wako Muushumiri—Dzidzisa Nechido”: (10 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi Wana Mufaro Pakuita Kuti Vanhu Vave Vadzidzi—Vandudza Unyanzvi Hwako—Kudzidzisa Nechido.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) fg chidzidzo 5 ¶1-2 (th chidzidzo 11)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 68

  • Zvemuungano Yenyu: (15 min.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 9 ¶18-26, mabhokisi 9A ne9B

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 110 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe