RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 May p. 8
  • May 31–June 6

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • May 31–June 6
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 May p. 8

May 31–June 6

DHEUTERONOMI 1-2

  • Rwiyo 125 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Kutonga ndekwaMwari”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Dhe 1:19; 2:7—Jehovha akachengeta sei vanhu vake kwemakore 40 avakafamba ‘nemurenje guru rinotyisa’? (w13 9/15 9 ¶9)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Dhe 1:1-18 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 16)

  • Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba pepa rekumukoka kumisangano, woita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Chii Chinoitwa paImba yoUmambo? (asi usamuratidza vhidhiyo yacho) (th chidzidzo 11)

  • Hurukuro: (5 min.) w13 8/15 11 ¶7—Musoro: Usataura Kana Kuteerera Mashoko Akaipa. (th chidzidzo 13)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 30

  • “Tava Kumapeto ‘Kwemazuva Ekupedzisira’ Saka Gara Wakagadzirira”: (15 min.) Kukurukurirana kunoitiswa nemukuru. Ratidzai vhidhiyo inonzi Wakagadzirira Here Njodzi Dzinongoitika Dzega? Tauraiwo zviyeuchidzo zvinobva kuhofisi yebazi uye kudare revakuru kana zviripo.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 9 ¶10-17

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 64 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe