RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 May p. 6
  • May 24-30

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • May 24-30
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 May p. 6

May 24-30

NUMERI 34-36

  • Rwiyo 33 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Potera Kuna Jehovha”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Nu 35:31—Nei Adhamu naEvha vasingabatsirwi nechibayiro cherudzikinuro chaJesu? (w91 2/15 13 ¶13)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Nu 34:1-15 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 12)

  • Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Nei Uchifanira Kudzidza Bhaibheri? mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho.) (th chidzidzo 9)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) fg chidzidzo 2 ¶9-10 (th chidzidzo 19)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 88

  • Iva Shamwari yaJehovha—Kutsiurwa Kunoratidza Kuti Unodiwa: (6 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo. Kana zvichiita, painopera kumbirai vana vamakatosarudza kuti vauye kuchikuva movabvunza kuti: Nei dzimwe nguva uchifanira kutsiurwa? Kutsiurwa kunokubatsirei? Nei Jehovha achititsiura?

  • “Kurangwa Chiratidzo Chekuti Jehovha Anotida”: (9 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi “Jehovha Anoranga Vaanoda.”

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 9 ¶1-9, vhidhiyo yekusuma

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 93 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe