RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 May p. 4
  • May 17-23

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • May 17-23
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 May p. 4

May 17-23

NUMERI 32-33

  • Rwiyo 142 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Dzinga Vagari Vese Vemunyika Yacho”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Nu 33:54—Nyika yakapikirwa yakagovewa sei kumadzinza evaIsraeri? (it-1-E 359 ¶2)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Nu 32:28-42 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • “Wedzera Mufaro Wako Muushumiri—Shandisa Mienzaniso Pakusimbisa Pfungwa Dzinokosha”: (10 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi Wana Mufaro Pakuita Kuti Vanhu Vave Vadzidzi—Vandudza Unyanzvi Hwako—Shandisa Mienzaniso Pakusimbisa Pfungwa Dzinokosha.

  • Hurukuro: (5 min.) w09 10/1 30, bhokisi—Musoro: Nemhaka Yei Jehovha Aitsigira Hondo dzevaIsraeri? (th chidzidzo 13)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 58

  • Zvemuungano Yenyu: (15 min.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 8 ¶23-27, bhokisi 8B

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 107 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe