RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 May p. 3
  • May 10-16

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • May 10-16
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 May p. 3

May 10-16

NUMERI 30-31

  • Rwiyo 51 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Zadzisa Mhiko Dzako”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Nu 30:10-12—Tinoziva sei kuti Erikana akabvumirana nemhiko yakanga yaitwa naHana yekuti Samueri aende kunoshumira Jehovha? (1Sa 1:11; it-2-E 28 ¶1)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Nu 30:1-16 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yakanzi Paunodzokera: Chinangwa chaMwari—Isa 55:11. Misai vhidhiyo yacho pese pane chiratidzo chekuimisa uye bvunzai mibvunzo inobuda pavhidhiyo yacho.

  • Paunodzokera: (3 min.) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 6)

  • Paunodzokera: (5 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Mupe rimwe remabhuku atinoshandisa pakudzidza nevanhu, wobva watanga chidzidzo cheBhaibheri. (th chidzidzo 19)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 5

  • Dzidza Kutsungirira Kubva Pazvinhu Zvakasikwa: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo. Pachinhu chimwe nechimwe chataurwa muvhidhiyo iyi, bvunzai mibvunzo inotevera: Chisikwa ichi chinotidzidzisei nezvekutsungirira? Tingachitevedzerawo sei pakurarama kwedu kwechiKristu?

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 8 ¶16-22

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 4 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe