RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 March p. 12
  • April 19-25

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • April 19-25
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 March p. 12

April 19-25

NUMERI 22-24

  • Rwiyo 8 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Jehovha Anoita Kuti Kutuka Kuve Chikomborero”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Nu 22:20-22—Nei Jehovha akatsamwira Bharami kwazvo? (w04 8/1 27 ¶2)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Nu 23:11-26 (th chidzidzo 2)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • “Wedzera Mufaro Wako Muushumiri—Shandisa Shoko raMwari”: (10 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi Wana Mufaro Pakuita Kuti Vanhu Vave Vadzidzi—Vandudza Unyanzvi Hwako—Kuita Kuti Shoko raMwari Ribudise Simba Raro.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) fg chidzidzo 5 ¶3-4 (th chidzidzo 6)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 38

  • “Jehovha Akaita Kuti Kutambudzwa Kugume Nekupa Uchapupu”: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yakanzi Kukurukura naHama Dmitriy Mikhaylov.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 7 ¶24-30, bhokisi 7B

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 21 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe