RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 March p. 11
  • April 12-18

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • April 12-18
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 March p. 11

April 12-18

NUMERI 20-21

  • Rwiyo 114 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Ramba Uri Munyoro Paunenge Uchiedzwa”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Nu 20:23-27—Tinodzidzei pane zvakaitwa naAroni paakapiwa chirango uye pamaonrwo aaiitwa naJehovha pasinei nekukanganisa kwaaiita? (w14 6/15 26 ¶12)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Nu 20:1-13 (th chidzidzo 2)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 12)

  • Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Mupe chimwe chezviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa. (th chidzidzo 3)

  • Hurukuro: (5 min.) g 3/15 9—Musoro: Ndingaitei Kuti Ndidzore Hasha Dzangu? (th chidzidzo 16)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 90

  • Taura Zvinhu ‘Zvakanaka Zvinovaka’ Vamwe: (7 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo. Bvunzai vateereri kuti: Kungoshora-shora kunokanganisa sei vamwe? Chii chakabatsira hama iri muvhidhiyo iyi kuti ichinje matauriro ayo?

  • Ramba Kufurirwa!: (8 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo iri pakanzi Vari Kuyaruka. Bvunzai vateereri kuti: Vakawanda vanofurirwa kuitei? Izano ripi ratinowana pana Eksodho 23:2? Ndezvipi zvinhu 4 zvinogona kukubatsira kuti usafurirwa nevamwe?

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 7 ¶16-23

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 129 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe