RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 March p. 6
  • March 22-28

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • March 22-28
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 March p. 6

March 22-28

NUMERI 13-14

  • Rwiyo 118 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Kutenda Kunotibatsira Sei Kuti Tive Neushingi?”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Nu 13:27—Mashoko api akataurwa nevasori aifanira kusimbisa kutenda kwaiita vaIsraeri muna Jehovha? (Re 20:24; it-1-E 740)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Nu 13:1-20 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Hurukuro: (5 min.) w15 9/15 14-16 ¶8-12—Musoro: Mibvunzo Inogona Kutibatsira Kuongorora Kutenda Kwedu. (th chidzidzo 14)

  • “Wedzera Mufaro Wako Muushumiri—Bvunza Mibvunzo”: (10 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi Wana Mufaro Pakuita Kuti Vanhu Vave Vadzidzi—Vandudza Unyanzvi Hwako—Kubvunza Mibvunzo.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 73

  • VaKristu Vechokwadi Vanofanira Kuva Neushingi—Kuti Vaparidze: (8 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo. Bvunzai vateereri kuti: Idambudziko ripi raiva naKitty Kelly? Chii chakamubatsira kuti ave neushingi? Kuva neushingi kwakaita kuti awane makomborero api?

  • VaKristu Vechokwadi Vanofanira Kuva Neushingi—Kuti Vasava Nedivi Ravanotsigira: (7 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo. Bvunzai vateereri kuti: Matambudziko api akasangana naAyenge Nsilu? Zvii zvaakaita kuti arambe aine ushingi? Zvii zvaaiziva zvakamubatsira kuvimba naJehovha?

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 6 ¶14-19

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 143 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe