RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 March p. 2
  • March 1-7

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • March 1-7
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 March p. 2

March 1-7

NUMERI 7-8

  • Rwiyo 4 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Zvatinodzidza Paungano yevaIsraeri”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Nu 8:17—Jehovha aiona sei matangwe echirume evaIsraeri? (it-1-E 835)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Nu 7:1-17 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Kukoka Vanhu kuChirangaridzo: (2 min.) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 11)

  • Paunodzokera: (3 min.) Dzokera kunoona munhu akafarira uye akatambira pepa rekumukoka kuChirangaridzo. (th chidzidzo 6)

  • Paunodzokera: (3 min.) Koka munhu akambodzidza Bhaibheri kuti auye kuChirangaridzo. (th chidzidzo 12)

  • Paunodzokera: (3 min.) Koka munhu weukama wawakamboparidzira kuti auye kuChirangaridzo. (th chidzidzo 17)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 54

  • Zviri Kuitwa Nesangano: (5 min.) Ratidzai vhidhiyo yeZviri Kuitwa Nesangano yaMarch.

  • Zvemuungano Yenyu: (10 min.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 5 ¶17-22, bhokisi 5A

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 127 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe