RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 January p. 15
  • February 22-28

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • February 22-28
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 January p. 15

February 22-28

NUMERI 5-6

  • Rwiyo 81 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Ungatevedzera Sei vaNaziri?”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Nu 6:6, 7—Nei Samsoni airamba ari muNaziri asi iye aibata zvitunha zvaaiuraya? (w05 1/15 30 ¶2)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Nu 5:1-18 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Zvapupu zvaJehovha—Tiri Vanhu Vakaita Sei? mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho) (th chidzidzo 1)

  • Paunodzokera: (4 min.) Tanga ne mharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba chimwe chezviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa. (th chidzidzo 3)

  • Hurukuro: (5 min.) w06 1/15 32 —Musoro: Zvinhu Zvinoshamisa Zvakawanikwa Kare Zvinoratidza Kuti Bhaibheri Rakarurama. (th chidzidzo 13)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 76

  • “Uchashumira Sapiyona Webetsero Muna March Kana Kuti April Here?”: (5 min.) Kukurukura nevateereri.

  • Kukoka Vanhu kuChirangaridzo Kuchatanga Musi weMugovera, 27 February: (10 min.) Kukurukura nevateereri. Ipai vateereri pepa rekukoka vanhu kuChirangaridzo, mokurukura zvirimo. Taurai zvamuchaita kuti mupedze ndima yenyu. Ratidzai vhidhiyo yemharidzo yekuenzanisira mozobvunza vateereri kuti: Vhidhiyo inonzi Kuyeuka Rufu rwaJesu inofanira kuratidzwa papi? Zvii zvimwe zvingaitwa nasaimba kuratidza kuti ari kufarira?

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 5 ¶9-16

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 36 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe