RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 January p. 14
  • February 15-21

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • February 15-21
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 January p. 14

February 15-21

NUMERI 3-4

  • Rwiyo 99 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Mabasa Aiitwa nevaRevhi”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Nu 4:15—Ndeipi imwe nzira yatingaratidza nayo kuti tinotya Mwari? (w06 8/1 23 ¶13)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Nu 4:34-49 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 2)

  • Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba chimwe chezviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa. (th chidzidzo 15)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) fg chidzidzo 12 ¶8 (th chidzidzo 13)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 67

  • Mushumo Webasa Wepagore: (15 min.) Hurukuro inopiwa nemukuru. Verengai tsamba inobva kuhofisi yebazi yemushumo webasa wepagore, mozoita kuti vaparidzi vamakatosarudza nechekare vauye kuchikuva votaura zvinonakidza zvavakasangana nazvo muushumiri mugore rebasa rakapfuura.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chikamu 2, chits. 5 ¶1-8, vhidhiyo yekusuma

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 63 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe