RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 January p. 12
  • February 8-14

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • February 8-14
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 January p. 12

February 8-14

NUMERI 1-2

  • Rwiyo 123 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Jehovha Anoronga Vanhu Vake”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Nu 1:2, 3—Chinangwa chekuverengwa kwaiitwa vaIsraeri chaiva chei? (it-2-E 764)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Nu 1:1-19 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Taura naye nezvekudzidza Bhaibheri, uye ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Zvidzidzo zveBhaibheri Zvinoitwa Sei? (asi usamuratidza vhidhiyo yacho.) (th chidzidzo 9)

  • Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ita kuti zvamuri kukurukura zvienderane nasaimba wacho, uye muratidze rugwaro rwakakodzera. (th chidzidzo 12)

  • Hurukuro: (5 min.) w08 7/1 21 —Musoro: Nei Bhaibheri Richitaura Nezvemadzinza 12 aIsraeri Asi Iwo Aiva 13? (th chidzidzo 7)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 57

  • “Takarongwa Kuti Tiparidzire Vanhu Vese”: (10 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi Iva Shamwari yaJehovha—Paridza Nomutauro Wokune Imwe Nyika. Taurai zvimwe zvinhu zviri paJW Language® app.

  • Zvemuungano Yenyu: (5 min.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 4 ¶10-17

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 1 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe