RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 January p. 8
  • January 25-31

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • January 25-31
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 January p. 8

January 25-31

REVHITIKO 24-25

  • Rwiyo 144 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Gore reJubheri Uye Kusunungurwa Mune Ramangwana”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Re 24:20—Shoko raMwari rinodzidzisa kuti tinofanira kutsiva here? (w09 9/1 22 ¶4)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Re 24:1-23 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 16)

  • Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Mupe pepa rekumukoka kumisangano, wobva waita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Chii Chinoitwa paImba yoUmambo? (asi usamuratidza vhidhiyo yacho.) (th chidzidzo 11)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) fg chidzidzo 12 ¶6-7 (th chidzidzo 14)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 139

  • Zvemuungano Yenyu: (5 min.)

  • “Mwari naKristu Vachatisunungura”: (10 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi Dutu Sezvarinoswedera, Ramba Wakatarira Kuna Jesu!—Makomborero Atichawana muUmambo.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 3 ¶21-30

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 104 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe