RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 January p. 6
  • January 18-24

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • January 18-24
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 January p. 6

January 18-24

REVHITIKO 22-23

  • Rwiyo 86 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Mitambo Yemwaka Nemwaka Ine Zvainoreva Kwatiri”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Re 22:21, 22—Nei kuvimbika kwedu uye kuperera kwedu kuna Jehovha kuchifanira kunge kwakazara? (w19.02 3 ¶3)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Re 23:9-25 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Musiyire magazini ichangobva kubudiswa inotaura nezvenyaya yamanga muchikurukura. (th chidzidzo 13)

  • Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba chimwe chezviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa. (th chidzidzo 9)

  • Hurukuro: (5 min.) w07 7/15 26—Musoro: Ndiani Aikohwa Zvibereko Zvekutanga Zvebhari Zvaiendeswa Kunzvimbo Tsvene? (th chidzidzo 13)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 87

  • “Magungano Anoitwa Gore Negore Anotipa Mikana Yekuratidza Rudo”: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi “Rudo Harumboperi!”—Magungano Enyika Dzakawanda.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 3 ¶11-20

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 9 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe