RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 December p. 5
  • December 21-27

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • December 21-27
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 December p. 5

December 21-27

REVHITIKO 14-15

  • Rwiyo 122 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Vanamati Vechokwadi Vanofanira Kunge Vakachena”: (10 min.)

    • Re 15:13-15—Varume vaifanira kuzvichenesa pakusachena kwavo (it-1-E 263)

    • Re 15:28-30—Vakadzi vaifanira kuzvichenesa pakusachena kwavo (it-2-E 372 ¶2)

    • Re 15:31—Jehovha anoda kuti vanhu vake vamunamate nenzira yakachena (it-1-E 1133)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Re 14:14, 17, 25, 28—Tinodzidzei pakuzvichenesa kwaiita munhu anenge apora pamaperembudzi? (it-1-E 665 ¶5)

    • Re 14:43-45—Mutemo une chekuita nemaperembudzi anenge ari mumba waidzidzisei vaIsraeri nezvaJehovha? (g-E 1/06 14, bhokisi)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Re 14:1-18 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba magazini inoenderana nenyaya yaataura. (th chidzidzo 16)

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira wobva waita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Zvapupu zvaJehovha—Tiri Vanhu Vakaita Sei? mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho.) (th chidzidzo 11)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min. zvichidzika) fg chidzidzo 11 ¶6-7 (th chidzidzo 19)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 76

  • “Ramba Uchishandisa Magazini”: (10 min.) Kukurukurirana.

  • Zviri Kuitwa Nesangano: (5 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yeZviri Kuitwa Nesangano yaDecember.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min. zvichidzika) rr chits. 2 ¶10-18

  • Mashoko Ekugumisa (3 min. zvichidzika)

  • Rwiyo 118 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe