December 14-20
REVHITIKO 12-13
Rwiyo 140 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Zvatinodzidza Pamitemo Ine Chekuita Nemaperembudzi”: (10 min.)
Re 13:4, 5—Vanhu vaiva nemaperembudzi vaiiswa kwavo vega (wp18.1 7)
Re 13:45, 46—Vanhu vaiva nemaperembudzi vaifanira kuita kuti asatapukira kune vamwe (wp16.4 9 ¶1)
Re 13:52, 57—Zvinhu zvainge zvatapukira utachiona zvaifanira kuparadzwa (it-2-E 238 ¶3)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Re 12:2, 5—Nei kusununguka mwana kwaiita kuti mukadzi ave “asina kuchena”? (w04 5/15 23 ¶1)
Re 12:3—Chikonzero chipi chingadaro chaiita kuti Jehovha arayire kuti vana vachecheudzwe pazuva rechi8? (wp18.1 7)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Re 13:9-28 (th chidzidzo 5)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Vhidhiyo Yepaunodzokera: (4 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo yacho mozobvunza vateereri kuti: Tony ashandisa sei mibvunzo zvakanaka? Anyatsoratidza sei kushanda kunoita vhesi yacho?
Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 19)
Paunodzokera: (5 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Mupe bhurocha raMashoko Akanaka, wobva watanga chidzidzo cheBhaibheri pachitsauko 11. (th chidzidzo 9)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Zvemuungano Yenyu: (15 min.)
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min. zvichidzika) rr chits. 2, ¶1-9, vhidhiyo inosuma
Mashoko Ekugumisa (3 min. zvichidzika)
Rwiyo 28 Nemunyengetero