RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 December p. 2
  • December 7-13

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • December 7-13
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 December p. 2

December 7-13

REVHITIKO 10-11

  • Rwiyo 32 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Tinofanira Kuda Jehovha Kupfuura Vanhu Vemumhuri”: (10 min.)

    • Re 10:1, 2—Jehovha akauraya Nadhabhi naAbhihu nekuti vakabatidza moto usingabvumirwi (it-1-E 1174)

    • Re 10:4, 5—Mitumbi yavo yakabviswa mumusasa

    • Re 10:6, 7—Jehovha akarayira Aroni nevamwe vanakomana vake kuti vasachema Nadhabhi naAbhihu (w11 7/15 31 ¶16)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Re 10:8-11—Tinodzidzei pamavhesi aya? (w14 11/15 17 ¶18)

    • Re 11:8—VaKristu havafaniri kudya mhuka dzakarambidzwa neMutemo waMozisi here? (it-1-E 111 ¶5)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Re 10:1-15 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mozobvunza kuti: Tony akwanisa sei kuparidzira munhu anga achida kuramba? Ungakurukura sei nemunhu uchishandisa Pisarema 1:1, 2?

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (4 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Mupe pepa rekumukoka kumisangano, wobva waita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Chii Chinoitwa paImba yoUmambo? (asi usamuratidza vhidhiyo yacho.) (th chidzidzo 20)

  • Hurukuro: (5 min. zvichidzika) w11 2/15 12—Musoro: Chii Chakadzora Kutsamwa kwaMozisi Paakanga Agumbukira Eriyezari naItamari? (th chidzidzo 12)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 51

  • “Tinoratidza Rudo Nekutsigira Chirango Chinopiwa naJehovha”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo inonzi Ramba Wakavimbika Nemwoyo Wese.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min. zvichidzika) rr chits. 1 ¶15-19, bhokisi 1B

  • Mashoko Ekugumisa (3 min. zvichidzika)

  • Rwiyo 15 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe