RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 November p. 6
  • Jehovha Akavakomborera

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Jehovha Akavakomborera
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
  • Mashoko Akafanana
  • “Vanoramba Vachitevera Gwayana”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2009
  • “Muranda” Akatendeka Uye Akangwara
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2004
  • “Chokwadi Ndiani Muranda Akatendeka, Akangwara?”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2013
  • Muranda Akatendeka Akangwara Ndiani?
    Ndivanaani Vari Kuita Kuda kwaJehovha Mazuva Ano?
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 November p. 6

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | REVHITIKO 8-9

Jehovha Akavakomborera

8:6-9, 12; 9:1-5, 23, 24

Jehovha akaita kuti moto upise zvibayiro zvinopiswa zvekutanga zvakapiwa nevapristi vakanga vachangobva kugadzwa. Izvi zvairatidza kuti aitsigira uye aifarira urongwa uhwu. Paakaita izvi, Jehovha aikurudzira vaIsraeri vese vakanga varipo kuti vatsigire vapristi nemwoyo wese. Mazuva ano, Jehovha akagadza Jesu Kristu kuti ave Mupristi Mukuru. (VaH 9:11, 12) Muna 1919, Jesu akagadza vamwe vevakazodzwa kuti vave “muranda akatendeka, akangwara.” (Mt 24:45) Chii chinoratidza kuti Jehovha anofarira muranda uyu akatendeka uye kuti ari kumukomborera nekumutsigira?

  • Pasinei nekupikiswa, muranda uyu ari kuramba achipa zvekudya zvekunamata

  • Sezvakagara zvataurwa, mashoko akanaka ari kuparidzwa “munyika yese.”—Mt 24:14

Zvii zvatingaita kuti titsigire muranda akatendeka, akangwara nemwoyo wese?

Mapikicha: 1. Jesu Kristu ari kudenga achitonga panyika. 2. Muranda akatendeka, akangwara achironga zvekudya zvekunamata. 3. Hama iri kuparidzira mashoko akanaka kune mumwe murume.
    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe