RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 November p. 5
  • November 23-29

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • November 23-29
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 November p. 5

November 23-29

REVHITIKO 6-7

  • Rwiyo 46 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Kuratidza Kuonga”: (10 min.)

    • Re 7:11, 12—Zvimwe zvibayiro zverugare zvaipiwa nemunhu achizvidira achiratidza kuti anoonga Jehovha (w19.11 22 ¶9)

    • Re 7:13-15—Munhu ainge achipa chibayiro cherugare pamwe chete nemhuri yake, aiita sekuti ari kudya naJehovha achiratidza kuti ane rugare naye (w00 8/15 15 ¶15)

    • Re 7:20—Chibayiro cherugare chaingogamuchirwa naMwari kana chapiwa nemunhu akachena (w00 8/15 19 ¶8)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Re 6:13—VaJudha vaiti moto wepaatari wakabatidzwa sei, asi Magwaro anoti chii? (it-1-E 833 ¶1)

    • Re 6:25—Zvibayiro zvezvivi zvakanga zvakasiyana papi nezvibayiro zvinopiswa uye zvibayiro zverugare? (si 27 ¶15)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Re 6:1-18 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira, wozotaura nezveimwe nyaya iri muNharireyomurindi Nhamba 2 2020, wobva wamupa magazini yacho. (th chidzidzo 3)

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira, muudze nezvejw.org, uye musiyire kadhi racho. (th chidzidzo 11)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min. zvichidzika) bhs 178-179 ¶12-13 (th chidzidzo 6)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 18

  • Iva Shamwari yaJehovha—Onawo Zvakanaka Zvinoitwa Nevamwe: (5 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo. Kana muungano yenyu muine vana, itai kuti vana vamakatosarudza vauye kuchikuva movabvunza nezvevhidhiyo yacho.

  • Zvemuungano Yenyu: (10 min.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min. zvichidzika) rr chits. 1 ¶1-7, uye vhidhiyo inosumaa

  • Mashoko Ekugumisa (3 min. zvichidzika)

  • Rwiyo 37 Nemunyengetero

a Kana chikamu chichadzidzwa chiine vhidhiyo inosuma, munofanira kutanga maiona musati madzidza ndima dzacho.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe