RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 October p. 2
  • October 5-11

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • October 5-11
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 October p. 2

October 5-11

EKSODHO 31-32

  • Rwiyo 45 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Tizai Kunamata Zvidhori”: (10 min.)

    • Eks 32:1—Hatifaniri kunamata vamwe vanamwari kunyange zvinhu zvikaoma muupenyu (w09 5/15 11 ¶11)

    • Eks 32:4-6—VaIsraeri vakasanganisa kunamata kwechokwadi nekwenhema (w12 10/15 25 ¶12)

    • Eks 32:9, 10—Jehovha akatsamwa chaizvo nezvakaitwa nevaIsraeri (w18.07 20 ¶14)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Eks 31:17—Zvinorevei kuti Jehovha akazorora pazuva rechinomwe? (w19.12 3 ¶4)

    • Eks 32:32, 33—Kana zita remunhu ranyorwa ‘mubhuku raMwari’ zvinoreva kuti harichadzimwi here? (w87 9/1 29)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Eks 32:15-35 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mozobvunza kuti: Muparidzi ashandisa sei mibvunzo zvakanaka? Zvii zvaaita kuti azowana pekutangira paanozodzoka?

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (4 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Nei Uchifanira Kudzidza Bhaibheri? mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho.) (th chidzidzo 9)

  • Hurukuro: (5 min. zvichidzika) w10 5/15 21—Musoro: Nei Jehovha Asina Kuranga Aroni Paakaumba Mhuru Yegoridhe? (th chidzidzo 7)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 36

  • “Koshesa Ushamwari Hwako naJehovha”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Chengetedza Ushamwari Hwako naJehovha (VaK 3:5).

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min. zvichidzika) jy chits. 135

  • Mashoko Ekugumisa (3 min. zvichidzika)

  • Rwiyo 90 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe