RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 September p. 6
  • September 28–October 4

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • September 28–October 4
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 September p. 6

September 28–October 4

EKSODHO 29-30

  • Rwiyo 32 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Kupa Mupiro Kuna Jehovha”: (10 min.)

    • Eks 30:11, 12—Jehovha akaudza Mozisi kuti averenge vanhu (it-2-E 764-765)

    • Eks 30:13-15—Munhu wese ainge averengwa aipa mupiro kuna Jehovha (it-1-E 502)

    • Eks 30:16—Mupiro wacho waishandiswa “pabasa repatende rekusanganira” (w11 11/1 12 ¶1-2)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Eks 29:10—‘Kuisa maoko pamusoro wemukono wemombe’ kwairevei? (it-1-E 1029 ¶4)

    • Eks 30:31-33—Nei munhu aifanira kuurayiwa kana akagadzira mafuta matsvene ekuzodza nawo oazora munhu asina kukodzera? (it-1-E 114 ¶1)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri nezvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Eks 29:31-46 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira uchiparidzira munhu uri pakamera kana kuti paintercom. (Kana mundima menyu musina dzimba dzine makamera kana maintercom, paridzira munhu anenge achitaura newe ari mumba asi asina kuvhura dhoo.) (th chidzidzo 2)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min. zvichidzika) bhs 113 ¶18 (th chidzidzo 13)

  • Hurukuro: (5 min. zvichidzika) km 1/11 4 ¶5-7; 6, bhokisi—Musoro: Mamwe Mazano Ekushandisa Pamanheru eKunamata Kwemhuri. (th chidzidzo 20)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 84

  • “Unogona Kupawo Nguva Nesimba Rako Here?”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo inonzi Pane Basa Idzva Riri Kurongwa Rekuvaka—Chidimbu.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min. zvichidzika) jy chits. 134

  • Mashoko Ekugumisa (3 min. zvichidzika)

  • Rwiyo 137 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe