RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 September p. 5
  • September 21-27

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • September 21-27
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 September p. 5

September 21-27

EKSODHO 27-28

  • Rwiyo 25 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Tinodzidzei Pane Zvaipfekwa Nemupristi?”: (10 min.)

    • Eks 28:30—Tinofanira kutsvaga kuti zvinodiwa naJehovha ndezvipi (it-2-E 1143)

    • Eks 28:36—Tinofanira kuramba tiri vatsvene (1Pe 1:16; it-1-E 849 ¶3)

    • Eks 28:42, 43—Tinofanira kuratidza kuti tinoremekedza Jehovha (w08 8/15 15 ¶17)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Eks 28:15-21—Matombo anokosha aiva pahomwe yepachipfuva yemupristi mukuru waIsraeri akawanikwa kupi? (w12 8/1 26 ¶1-3)

    • Eks 28:38—Ndezvipi zvinhu zvainzi “zvitsvene”? (it-1-E 1130 ¶2)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Eks 27:1-21 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Mupe kadhi rejw.org. (th chidzidzo 1)

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba chimwe chezviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa. (th chidzidzo 2)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min. zvichidzika) lvs 111 ¶20-21 (th chidzidzo 13)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 57

  • “Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri—Kuparidza Padzimba Dzine Makamera Kana maIntercom”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo nhamba 1 mozokurukura zvamaona, mozoita zvimwe chetezvo nevhidhiyo nhamba 2.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min. zvichidzika) jy chits. 133

  • Mashoko Ekugumisa (3 min. zvichidzika)

  • Rwiyo 46 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe