RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 September p. 4
  • September 14-20

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • September 14-20
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 September p. 4

September 14-20

EKSODHO 25-26

  • Rwiyo 18 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Chinhu Chainyanya Kukosha muTebhenekeri”: (10 min.)

    • Eks 25:9—Jehovha akaudza Mozisi kuti areka yesungano yaifanira kugadzirwa sei (it-1-E 165)

    • Eks 25:21—MuAreka ndimo maigara Chipupuriro (it-1-E 166 ¶2)

    • Eks 25:22—Areka yairatidza kuvapo kwaMwari (it-1-E 166 ¶3)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Eks 25:20—Zvakanga zvakaita makerubhi zvinogona kunge zvairatidzei? (it-1-E 432 ¶1)

    • Eks 25:30—Chii chainzi chingwa chekuratidza? (it-2-E 936)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Eks 25:23-40 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera: (5 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mozobvunza kuti: Muparidzi aratidza sei kuti ari kufarira uye kunzwira tsitsi saimba? Uchishandisa mharidzo iyi, ungasuma sei chimwe chezviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa?

  • Paunodzokera: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 8)

  • Paunodzokera: (5 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba chimwe chezviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa. (th chidzidzo 11)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 23

  • Zviri Kuitwa Nesangano: (5 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yeZviri Kuitwa Nesangano yaSeptember.

  • Zvemuungano Yenyu: (10 min.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min. zvichidzika) jy chits. 132, bhokisi rakanzi “Danda”

  • Mashoko Ekugumisa (3 min. zvichidzika)

  • Rwiyo 20 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe