RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 August p. 8
  • August 31–September 6

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • August 31–September 6
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 August p. 8

August 31–September 6

EKSODHO 21-22

  • Rwiyo 141 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Koshesa Upenyu Sezvinoita Jehovha”: (10 min.)

    • Eks 21:20​—Jehovha anovenga kuuraya (it-1-E 271)

    • Eks 21:22, 23​—Jehovha anokoshesa upenyu hwemwana asati aberekwa (lvs 95 ¶16)

    • Eks 21:28, 29​—Jehovha haadi kuti tiite zvinhu zvinokonzera njodzi (w10 4/15 29 ¶4)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Eks 21:5, 6​—Mavhesi aya anoratidza sei kubatsirwa kwatinoitwa nekuzvitsaurira? (w10 1/15 4 ¶4-5)

    • Eks 21:14​—Vhesi iyi inogona kutsanangurwa sei? (it-1-E 1143)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri nezvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Eks 21:1-21 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Koka munhu wacho kumisangano. (th chidzidzo 2)

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Chii Chinoitwa paImba yoUmambo? mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho.) (th chidzidzo 20)

  • Hurukuro: (5 min. zvichidzika) w09 4/1 31​—Musoro: Jehovha ndiBaba Venherera. (th chidzidzo 19)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 60

  • Koshesa Upenyu Sezvinoita Mwari: (10 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo. Kana yapera bvunzai mibvunzo inotevera: Matambudziko api anogona kuitika kana mudzimai aine pamuviri? Eksodho 21:22, 23 inoti kudii nezvekubvisa pamuviri? Nei kutenda uye ushingi zvichidiwa kuti munhu aite chisarudzo chinofadza Jehovha? Kuziva kuti vakafa vachamutswa kungatinyaradza sei?

  • Kubatsirwa Kwatinoitwa Nekuzvitsaurira: (5 min.) Hurukuro inobva muNharireyomurindi yaJanuary 15, 2010 peji 4, ndima 4-7. Kurudzirai vanhu vari kudzidza Bhaibheri kuzvitsaurira uye kubhabhatidzwa.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 130

  • Mashoko Ekugumisa (3 min. zvichidzika)

  • Rwiyo 15 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe