RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 August p. 2
  • August 3-9

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • August 3-9
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 August p. 2

August 3-9

EKSODHO 13-14

  • Rwiyo 148 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Mirai Makasimba Muone Ruponeso rwaJehovha”: (10 min.)

    • Eks 14:13, 14​—Mozisi akaratidza kuti aitenda kuti Jehovha aizoponesa vaIsraeri (w13 2/1 4)

    • Eks 14:21, 22​—Jehovha akaita chishamiso paakanunura vanhu vake (w18.09 26 ¶13)

    • Eks 14:26-28​—Jehovha akaparadza Farao nemauto ake (w09 3/15 7 ¶3-4)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Eks 13:17​—Jehovha akaratidza sei kuti aiva nehanya nevaIsraeri paakavaudza nzira yekufamba nayo pavakabuda muIjipiti? (it-1-E 1117)

    • Eks 14:2​—Gungwa Dzvuku rinogona kunge rakakamurwa nechepapi kuti vaIsraeri vayambuke? (it-1-E 782 ¶2-3)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Eks 13:1-20 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Shingairira Kuverenga Nekudzidzisa: (10 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Mhedziso Yakanaka, mobva makurukura navo chidzidzo 20 chebhurocha raKudzidzisa.

  • Hurukuro: (5 min. zvichidzika) w07 12/15 18-20 ¶13-16​—Musoro: Tinodzidzei Pakuponeswa Kwakaitwa vaIsraeri paGungwa Dzvuku? (th chidzidzo 13)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 127

  • “Ramba Wakavimbika Sezvo Mugumo Unoswedera Pedyo”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo inonzi Zvinhu Zvichaitika Mune Ramangwana Zvichada Kuti Tive Neushingi​—Chidimbu.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 126

  • Mashoko Ekugumisa (3 min. zvichidzika)

  • Rwiyo 128 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe