July 20-26
EKSODHO 10-11
Rwiyo 65 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Mozisi naAroni Vanoratidza Ushingi”: (10 min.)
Eks 10:3-6—Mozisi naAroni vakataura kuna Farao neushingi nezvedambudziko rechi8 (w09 7/15 20 ¶6)
Eks 10:24-26—Mozisi naAroni havana kubvumira Farao kuti avatadzise kuteerera Jehovha
Eks 10:28; 11:4-8—Mozisi naAroni havana kutya kutaura nezvedambudziko rechi10 (it-2-E 436 ¶4)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Eks 10:1, 2—Vabereki vanodzidzei kubva mumavhesi aya (w95 9/1 11 ¶11)
Eks 11:7—Jehovha airevei paakati “kunyange imbwa chaiyo haisi kuzohukurira vaIsraeri”? (it-1-E 783 ¶5)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha Mwari, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Eks 10:1-15 (th chidzidzo 10)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Vhidhiyo Yepaunodzokera: (5 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo yacho mozobvunza vateereri kuti: Wadzidzei kubva pakukurukura kwaita muparidzi nasaimba? Uchishandisa mharidzo iyi ungasuma sei chimwe chinyorwa chiri Mubhokisi reMaturusi Ekudzidzisa?
Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Koka munhu wacho kumisangano. (th chidzidzo 8)
Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba chimwe chezviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa. (th chidzidzo 12)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Mhuka Dzinotidzidzisei Nezveushingi?”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo inonzi Dzidza Ushingi Kubva Kumhuka.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano(30 min.) jy chits. 124
Mashoko Ekugumisa (3 min. zvichidzika)
Rwiyo 113 Nemunyengetero