RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 July p. 3
  • July 13-19

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • July 13-19
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 July p. 3

July 13-19

EKSODHO 8-9

  • Rwiyo 12 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Farao Anozvikudza Anozadzisa Chinangwa chaMwari Asingazivi”: (10 min.)

    • Eks 8:15—Farao akaomesa mwoyo wake uye akaramba kuteerera zvaitaurwa naMozisi naAroni (it-2-E 1040-1041)

    • Eks 8:18, 19—Vapristi vaFarao vakabvuma kuti vainge vasina simba rekuita zvakaitwa naJehovha asi Farao akaramba kuteerera

    • Eks 9:15-17—Jehovha haana kukurumidza kuparadza Farao achiitira kuti zita rake rikudzwe (it-2-E 1181 ¶3-5)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Eks 8:21—Mbuo chaiva chii? (it-1-E 878)

    • Eks 8:25-27—Nei Mozisi akataura kuti zvibayiro zvevaIsraeri ‘zvaizosemesa vaIjipiti’? (w04 3/15 25 ¶9)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha Mwari, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Eks 8:1-19 (th chidzidzo 12)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo yacho mozobvunza vateereri kuti: Muparidzi aita sei saimba paaramba kuparidzirwa? Uchishandisa mharidzo iyi, ungasuma sei zvinyorwa zviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa?

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 6)

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 3)

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Mupe rimwe remabhuku atinoshandisa pakudzidza nevanhu Bhaibheri. (th chidzidzo 12)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 74

  • “Zvininipise—Usazvirumbidza”: (7 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo inonzi Iva Shamwari yaJehovha—Zvininipise. Kana muungano yenyu muine vana, kumbirai vana vamakatosarudza kuti vauye kuchikuva movabvunza nezvevhidhiyo yacho.

  • “Zvininipise Paunorumbidzwa Nevamwe”: (8 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo inonzi Iva Akavimbika Sezvakanga Zvakaita Jesu—Paunorumbidzwa.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 123, bhokisi “Ziya Rake Rinova Semadonhwe Eropa”

  • Mashoko Ekugumisa (3 min. zvichidzika)

  • Rwiyo 44 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe