RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 July p. 2
  • July 6-12

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • July 6-12
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 July p. 2

July 6-12

EKSODHO 6-7

  • Rwiyo 150 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Rega Uone Zvandichaitira Farao”: (10 min.)

    • Eks 6:1—Mozisi aizoona zvaizoitwa ‘neruoko rune simba’ rwaJehovha

    • Eks 6:6, 7—Israeri aizonunurwa (it-2-E 436 ¶3)

    • Eks 7:4, 5—Farao nevaIjipiti vaizoziva kuti Jehovha ndiye Mwari wechokwadi (it-2-E 436 ¶1-2)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Eks 6:3—Jehovha haana kuita kuti Abrahamu, Isaka naJakobho vamuzive nezita rake pakudii? (it-1-E 78 ¶3-4)

    • Eks 7:1—Mozisi akava “saMwari” sei kuna Farao, uye Aroni akava sei “muprofita” waMozisi? (it-2-E 435 ¶5)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha Mwari, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Eks 6:1-15 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Shingairira Kuverenga Nekudzidzisa: (10 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo inonzi Kutaura Zvinobaya Mwoyo, mobva makurukura navo chidzidzo 19 chebhurocha raKudzidzisa.

  • Hurukuro: (5 min. zvichidzika) w15 1/15 9 ¶6-7—Musoro: Tenda Jehovha Mazuva Ese. (th chidzidzo 19)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 45

  • Zvemuungano Yenyu: (15 min.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 122

  • Mashoko Ekugumisa (3 min. zvichidzika)

  • Rwiyo 42 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe