RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 June p. 3
  • June 8-14

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • June 8-14
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 June p. 3

June 8-14

GENESISI 46-47

  • Rwiyo 86 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Kuwana Zvekudya Panguva Yenzara”: (10 min.)

    • Ge 47:13—MuIjipiti nemuKenani makaitika nzara huru kwazvo (w87-E 5/1 15 ¶2)

    • Ge 47:16, 19, 20—VaIjipiti vaifanira kupa zvinhu zvavo kuti vapone

    • Ge 47:23-25—Tinofanira kushanda nesimba kuti tibatsirwe nezvekudya zvekunamata zvakawanda zvatiri kupiwa (kr 235 ¶11-12)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Ge 46:4—Jehovha airevei paakati Josefa ‘aizobata’ maziso aJakobho? (it-1-E 220 ¶1)

    • Ge 46:26, 27—Vanhu vangani vemumhuri yaJakobho vakapinda muIjipiti? (nwtsty tsanangudzo dzemamwe mashoko Mab 7:14)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha Mwari, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Ge 47:1-17 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo yacho mozobvunza vateereri kuti: Muparidzi ashandisa sei mibvunzo zvinobudirira? Aratidza sei kushanda kunoita rugwaro?

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Mupe chimwe chezviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa. (th chidzidzo 3)

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (5 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Mupe bhuku raBhaibheri Rinotidzidzisei? wobva watanga chidzidzo cheBhaibheri pachitsauko 9. (th chidzidzo 14)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 96

  • Ramba Uchibatsirwa Nezviyeuchidzo zvaJehovha: (15 min.) Ratidzai vhidhiyo inonzi Koshesa Zviyeuchidzo zvaJehovha. Kurudzirai vateereri kuti varambe vachiverenga Bhaibheri uye vachibatsirwa nezvimwe zvatinopiwa zvinotibatsira pakunamata.—Isa 25:6; 55:1; 65:13; Mt 24:45.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 118

  • Mashoko Ekugumisa (3 min. zvichidzika)

  • Rwiyo 109 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe