RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 May p. 2
  • May 4-10

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • May 4-10
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 May p. 2

MAY 4-10

GENESISI 36-37

  • Rwiyo 114 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Josefa Anoitirwa Godo”: (10 min.)

    • Ge 37:3, 4​—Vakoma vaJosefa vaimuvenga nekuti ndiye ainyanya kudiwa nababa vavo (w14 8/1 12-13)

    • Ge 37:5-9, 11​—Hope dzakarotwa naJosefa dzakaita kuti vakoma vake vatonyanya kumuvenga (w14 8/1 13 ¶3-5)

    • Ge 37:23, 24, 28​—Godo raiva nevakoma vaJosefa rakaita kuti vamuitire utsinye

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Ge 36:1​—Nei Isau akapiwa rimwe zita rekuti Edhomu? (it-1-E 678)

    • Ge 37:29-32​—Nei vakoma vaJosefa vakaratidza Jakobho nguo yaJosefa yaiva neropa uye yakabvaruka? (it-1-E 561-562)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha Mwari, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Ge 36:1-19 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Shingairira Kuverenga Nekudzidzisa: (10 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo inonzi Kutaura Zvinonzwisiswa Nevanhu, mobva makurukura navo chidzidzo 17 chebhurocha raKudzidzisa.

  • Hurukuro: (5 min. zvichidzika) w02 10/15 30-31​—Musoro: Nei vaKristu Vachifanira Kuva Negodo Rakafanana neraMwari? (th chidzidzo 6)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 126

  • “Wakagadzirira Here?” (15 min.) Kukurukurirana kunoitiswa nemukuru. Ratidzai vhidhiyo inonzi Wakagadzirira Here Njodzi Dzinongoitika Dzega? Tauraiwo zviyeuchidzo zvinobva kuhofisi yebazi uye kudare revakuru kana zviripo.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 113

  • Mashoko Ekugumisa (3 min. zvichidzika)

  • Rwiyo 84 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe