RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 March p. 2
  • March 2-8

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • March 2-8
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 March p. 2

March 2-8

GENESISI 22-23

  • Rwiyo 89 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Mwari Akaedza Abrahamu”: (10 min.)

    • Ge 22:1, 2​—Mwari akaudza Abrahamu kuti ape mwanakomana wake waaida Isaka sechibayiro (w12 1/1 23 ¶4-6)

    • Ge 22:9-12​—Jehovha haana kurega Abrahamu achiuraya Isaka

    • Ge 22:15-18​—Jehovha akavimbisa Abrahamu kuti aizomukomborera nekuti aiteerera (w12 10/15 23 ¶6)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Ge 22:5​—Chii chakaita kuti Abrahamu audze vashandi vake kuti iye naIsaka vaizodzoka kunyange zvazvo aiziva kuti ainopa Isaka sechibayiro? (w16.02 11 ¶13)

    • Ge 22:12​—Vhesi iyi inoratidza sei kuti Jehovha anosarudza zvaanoda kugara aziva? (it-1-E 853 ¶5-6)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha Mwari, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Ge 22:1-18 (th chidzidzo 2)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Shingairira Kuverenga Nekudzidzisa: (10 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo inonzi Ratidza Kuti Une Chokwadi Nezvauri Kutaura, mobva makurukura navo chidzidzo 15 chebhurocha raKudzidzisa.

  • Hurukuro: (5 min. zvichidzika) it-1-E 604 ¶5​—Musoro: Abrahamu Aigona Sei Kunzi Akarurama Kristu Asati Afa? (th chidzidzo 7)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 4

  • Kuchengetedzwa Nekuteerera: (15 min.) Ratidzai vhidhiyo inonzi Musangano Wepagore wa2017​—Hurukuro Uye Rugwaro Rwegore rwa2018—​Chidimbu.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 106

  • Mashoko Ekugumisa (3 min. zvichidzika)

  • Rwiyo 16 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe