RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 February p. 8
  • February 24–March 1

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • February 24–March 1
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 February p. 8

February 24–March 1

GENESISI 20-21

  • Rwiyo 108 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Jehovha Anogara Achiita Zvaanenge Avimbisa”: (10 min.)

    • Ge 21:1-3​—Sara akava nepamuviri akabereka mwanakomana (wp17.5 14-15)

    • Ge 21:5-7​—Jehovha akaita kuti zvinhu zvaiita sekuti hazviiti zviitike

    • Ge 21:10-12, 14​—Abrahamu naSara vaiva nekutenda kwakasimba mune zvakavimbiswa naJehovha nezvaIsaka

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Ge 20:12​—Sara aiva hanzvadzi yaAbrahamu pakudii? (wp17.3 12, mashoko emuzasi)

    • Ge 21:33​—Abrahamu “akadana zita raJehovha” sei? (w89 7/1 20 ¶9)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha Mwari, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Ge 20:1-18 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera Kechipiri: (5 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo yacho mozobvunza vateereri kuti: Muparidzi anyatsoratidza sei kushanda kunoita rugwaro rwacho? Vhidhiyo iyi yaratidza sei kubatsira kwatingaita munhu anenge aratidza kufarira zvinodzidziswa neBhaibheri?

  • Paunodzokera Kechipiri: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 4)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min. zvichidzika) bhs 35,36 ¶19-20 (th chidzidzo 3)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 111

  • Mushumo Webasa Wepagore: (15 min.) Hurukuro inopiwa nemukuru. Verengai tsamba inobva kuhofisi yebazi yemushumo webasa wepagore, mozoita kuti vaparidzi vamakatosarudza nechekare vauye kuchikuva votaura zvinokurudzira zvavakasangana nazvo muushumiri mugore rebasa rakapfuura.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 105

  • Mashoko Ekugumisa (3 min. zvichidzika)

  • Rwiyo 119 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe