RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 February p. 4
  • February 10-16

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • February 10-16
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 February p. 4

February 10-16

GENESISI 15-17

  • Rwiyo 39 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Nei Jehovha Akapa Abramu naSarai Mazita Matsva?”: (10 min.)

    • Ge 17:1​—Kunyange zvazvo Abramu aiva nechivi, aigona kuva asina mhosva (it-1-E 817)

    • Ge 17:3-5​—Abramu akapiwa zita rekuti Abrahamu (it-1-E 31 ¶1)

    • Ge 17:15, 16​—Sarai akapiwa zita rekuti Sara (w09 2/1 13)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Ge 15:13, 14​—Makore 400 ekutambudzwa akatanga rini uye akazoguma rini? (it-1-E 460-461)

    • Ge 15:16​—Vana vaAbrahamu vakadzoka kuKenani “pachizvarwa chechina” sei? (it-1-E 778 ¶4)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha Mwari, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Ge 15:1-21 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo yacho mozobvunza vateereri kuti: Muparidzi wacho ashandisa sei mibvunzo zvinobudirira? Ashandisa sei muenzaniso pakudzidzisa?

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 3)

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (5 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Mupe bhurocha raMashoko Akanaka wobva watanga chidzidzo cheBhaibheri pachidzidzo 3. (th chidzidzo 6)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 131

  • “Zvingaitwa Nevakaroorana Kuti Vasimbise Wanano Yavo”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo inonzi Zvamungaita Kuti Musimbise Wanano Yenyu.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 103

  • Mashoko Ekugumisa (3 min. zvichidzika)

  • Rwiyo 92 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe