February 3-9
GENESISI 12-14
Rwiyo 14 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Sungano Inokubatsira”: (10 min.)
Ge 12:1, 2—Jehovha akavimbisa kuti aizokomborera Abramu (Abrahamu) (it-1-E 522 ¶4)
Ge 12:3—“Mhuri dzese dzepanyika dzichakomborerwa [nekuna Abrahamu]” (w89 7/1 3 ¶4)
Ge 13:14-17—Jehovha akaratidza Abrahamu nyika yaizogarwa nevana vake (it-2-E 213 ¶3)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Ge 13:8, 9—Tingatevedzera sei Abrahamu pakugadzirisa kusawirirana? (w16.05 5 ¶12)
Ge 14:18-20—Revhi ‘akabvisa zvegumi kuburikidza naAbrahamu’ sei? (VaH 7:4-10; it-2-E 683 ¶1)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha Mwari, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Ge 12:1-20 (th chidzidzo 10)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Shingairira Kuverenga Nekudzidzisa: (10 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo inonzi Kusimbisa Pfungwa Huru, mobva makurukura navo chidzidzo 14 chebhurocha raKudzidzisa.
Hurukuro: (5 min. zvichidzika) w12 1/1 8—Musoro: Chii Chakaita Kuti Sara Ave Mudzimai Akanaka? (th chidzidzo 14)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Chii Chaunodzidza Kubva Mudzimwe Nziyo Dzinobuda paJW Broadcasting?”: (10 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo yerwiyo runonzi Yatosvika.
Zvemuungano Yenyu: (5 min.)
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 102
Mashoko Ekugumisa (3 min. zvichidzika)
Rwiyo 15 Nemunyengetero