RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 December p. 2
  • December 2-8

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • December 2-8
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 December p. 2

December 2-8

ZVAKAZARURWA 7-9

  • Rwiyo 63 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Boka Guru Revanhu Vasingakwanisi Kuverengwa Nemunhu Rinokomborerwa naJehovha”: (10 min.)

    • Zva 7:9​—“Boka guru revanhu” rinomira pamberi pechigaro chaJehovha (it-1-E 997 ¶1)

    • Zva 7:14​—Boka guru revanhu richapona ‘pakutambudzika kukuru’ (it-2-E 1127 ¶4)

    • Zva 7:15-17​—Boka guru revanhu richawana makomborero panyika mune ramangwana (it-1-E 996-997)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Zva 7:1​—“Ngirozi ina dzakamira pamakona mana enyika” uye “mhepo ina” zvinomiririrei? (re 115 ¶3-4)

    • Zva 9:11​—“Ngirozi yegomba rakadzikadzika” ndiani? (it-1-E 12)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Zva 7:1-12 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Shingairira Kuverenga Nekudzidzisa: (10 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo inonzi Kufarira Vanhu Uye Kuvanzwira Tsitsi, mobva makurukura navo chidzidzo 12 chebhurocha raKudzidzisa.

  • Hurukuro: (5 min. zvichidzika) w16.01 25-26 ¶12-16​—Musoro: Nei tisingafaniri kunetseka nekuwedzera kwave kuchiita nhamba yevanodya paChirangaridzo mumakore achangopfuura? (th chidzidzo 6)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 93

  • Zvemuungano Yenyu: (8 min.)

  • Zviri Kuitwa Nesangano: (7 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yeZviri Kuitwa Nesangano yaDecember.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 93

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 27 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe