RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 November p. 8
  • Jehovha Anoziva Zvatinoda

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Jehovha Anoziva Zvatinoda
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
  • Mashoko Akafanana
  • Jehovha Anounganidza Vanhu Vake Vanofara
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2012
  • Magungano Anoitwa Gore Negore Anotipa Mikana Yekuratidza Rudo
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Misangano Inotikurudzira “Kuva Nerudo Uye Kuita Mabasa Akanaka”
    Takarongwa Kuti Tiite Zvinoda Jehovha
  • Kokorodzano Chibvumikiso Chouhama Hwedu
    Zvapupu zvaJehovha—Vazivisi voUmambo hwaMwari
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 November p. 8
Hanzvadzi dziri kuombera pagungano remunharaunda

KURARAMA KWECHIKRISTU

Jehovha Anoziva Zvatinoda

Muranda akatendeka akangwara anotipa zvekudya “panguva yakakodzera.” Izvi zvinoratidza kuti Jehovha anoziva zvatinoda pakunamata uye ndiye ari kutungamirira muranda iyeye. (Mt 24:45) Zvinhu zvakaita semagungano edu emunharaunda uye misangano yepakati pevhiki zvinoratidza kuti Jehovha anoziva zvatinoda.

ONA VHIDHIYO INONZI ZVINOITWA NEKOMITI YEKUDZIDZISA-2017, WOZOPINDURA MIBVUNZO INOTEVERA:

  • Vanhu vakawanda vari pagungano

    Ndiani watinofanira kurumbidza nekutipa magungano anotinakidza uye nei?

  • Basa rekuronga gungano rinotanga riini?

  • Hama dzekuDhipatimendi Rekurekodha dzichirekodha vhidhiyo ichashandiswa pagungano

    Misoro yegungano inosarudzwa sei?

  • Ndeapi mabasa anoitwa pakuronga gungano?

  • Madzidzisiro anoitwa kuchikoro cheGiriyedhi anoshandiswa sei pakunyora zvinhu zvatinozodzidza pamusangano wepakati pevhiki?

  • Hama yakabata Purogiramu yeUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu

    Madhipatimendi akasiyana-siyana anoshanda sei pamwe chete pakugadzira purogiramu yezvekuita uye zvichadzidzwa?

Zvinhu zvatinopiwa naJehovha kuti kutenda kwedu kurambe kwakasimba zvinoita kuti unzwe sei?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe