RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 November p. 5
  • November 18-24

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • November 18-24
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 November p. 5

November 18-24

ZVAKAZARURWA 1-3

  • Rwiyo 15 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Ndinoziva Mabasa Ako”: (10 min.)

    • [Ratidzai vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku raZvakazarurwa.]

    • Zva 1:20—Matare evakuru ari mumaoko aJesu (w12 10/15 13 ¶8)

    • Zva 2:1, 2—Jesu anoziva zviri kuitika muungano dzese (w12 4/15 29 ¶11; w01 1/15 20-21 ¶20)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Zva 1:7—Maziso ese achaona sei Jesu ‘achiuya nemakore,’ uye zvichaitika riini? (kr 226 ¶10)

    • Zva 2:7—Zvinorevei kudya michero “yemuti weupenyu” uri “muparadhiso yaMwari”? (w09 1/15 31 ¶1)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Zva 1:1-11 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera Kekutanga: (5 min.) Ratidzai vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.

  • Paunodzokera Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 2)

  • Paunodzokera Kekutanga: (5 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira wobva waita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Nei Uchifanira Kudzidza Bhaibheri mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho.) (th chidzidzo 3)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 4

  • “Jehovha Anoziva Zvatinoda”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo inonzi Zvinoitwa neKomiti Yekudzidzisa-2017.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 91

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 151 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe