RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 November p. 4
  • November 11-17

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • November 11-17
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 November p. 4

November 11-17

2 JOHANI 1-13; 3 JOHANI 1-14–JUDHA 1-25

  • Rwiyo 128 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Tinofanira Kurwa Kuti Tirambe Tiri Muchokwadi”: (10 min.)

    • [Ratidzai vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku ra2 Johani.]

    • [Ratidzai vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku ra3 Johani.]

    • [Ratidzai vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku raJudha.]

    • Jud 3​—‘Rwira zvakasimba kutenda’ (w04 9/15 11-12 ¶8-9)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Jud 4, 12—Nei vanhu vasingadi Mwari avo vainge vaverevedza vachipinda muungano vachifananidzwa ‘nematombo akahwanda pasi pemvura pamitambo’? (it-E 2 279, 816)

    • Jud 14, 15​—Nei Inoki akataura zvinhu zvaizoitika kumberi sezvakanga zvatoitika kare, uye uprofita hwacho hwaizozadzika sei? (wp17.1 12 ¶1, 3)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) 2Jo 1-13 (th chidzidzo 12)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Ratidzai vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 1)

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 6)

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Musiyire kadhi rejw.org. (th chidzidzo 11)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 87

  • Zvemuungano Yenyu: (15 min.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 90

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 147 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe