RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 September p. 5
  • September 23-September 29

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • September 23-September 29
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 September p. 5

September 23-29

VAHEBHERU 12-13

  • Rwiyo 88 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Jehovha Anotirayira Nekuti Anotida”: (10 min.)

    • VaH 12:5​—Usaora mwoyo kana ukarayirwa kana kuti ukarangwa (w12 3/15 29 ¶18)

    • VaH 12:6, 7​—Jehovha anoranga vaanoda (w12 7/1 21 ¶3)

    • VaH 12:11​—Kunyange zvazvo zvichirwadza dzimwe nguva, kurangwa kunotibatsira kuva vaKristu vari nani (w18.03 32 ¶18)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • VaH 12:1​—Muenzaniso ‘wegore guru rezvapupu’ unotikurudzira sei? (w11 9/15 18 ¶11)

    • VaH 13:9​—Vhesi iyi inorevei? (w89 12/15 22 ¶10)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) VaH 12:1-17 (th chidzidzo 11)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera Kechipiri: (5 min.) Ratidzai vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.

  • Paunodzokera Kechipiri: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 2)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min. zvichidzika) lvs 39-40 ¶19 (th chidzidzo 6)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 115

  • Kutsungirira Pasinei . . . Nezvatinokanganisa: (5 min.) Ratidzai vhidhiyo yacho, mobva mabvunza mibvunzo iyi:

    • Hama Cázares vaiva nedambudziko rei?

    • Vakatsiurwa sei?

  • Zvemuungano Yenyu: (10 min.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 85

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 74 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe