PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | VAHEBHERU 11
Kutenda Kunokosha
Kuva nekutenda kwakasimba kungakubatsira sei pazvinhu zvinotevera?
Kana ukapiwa basa raunoona serakaoma musangano.—VaH 11:8-10
Kana ukafirwa.—VaH 11:17-19
Kana hurumende ikaisa mitemo inokutadzisa kunamata wakasununguka.—VaH 11:23-26