RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 August p. 4
  • August 12-18

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • August 12-18
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 August p. 4

August 12-18

TITO 1–FIRIMONI

  • Rwiyo 99 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Gadza Vakuru”: (10 min.)

    • [Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku raTito.]

    • Tit 1:5-9​—Vatariri vematunhu vanogadza varume vanosvitsa zvinodiwa neMagwaro kuti vave vakuru (w14 11/15 28-29)

    • [Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku raFirimoni.]

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Tit 1:12​—Chii chinoratidza kuti vhesi iyi haitsigiri rusaruro? (w89 5/15 31 ¶5)

    • Fir 15, 16​—Nei Pauro asina kukumbira Firimoni kuti asunungure Onisimo? (w08 10/15 31 ¶5)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Tit 3:1-15 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 3)

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 12)

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Musiyire kadhi rejw.org. (th chidzidzo 11)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 84

  • “Vechidiki​—‘Shingairirai Mabasa Akanaka’”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Vechidiki Vanokudza Jehovha.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 79

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 127 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe