RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 July p. 6
  • July 29–August 4

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • July 29–August 4
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 July p. 6

July 29–August 4

1 TIMOTI 4-6

  • Rwiyo 80 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Kuzvipira Kuna Mwari, Kana Kuti Kupfuma”: (10 min.)

    • 1Ti 6:6-8—Zvakanakira “kuzvipira kuna Mwari pamwe chete nekugutsikana” (w03 6/1 9 ¶1-2)

    • 1Ti 6:9—Zvakaipira kuva neshungu dzekuda kupfuma (g 6/07 6 ¶2)

    • 1Ti 6:10—Marwadzo anokonzerwa nekuda mari (g 1/09 21-22 ¶4-6)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • 1Ti 4:2—Munhu angapisa sei hana yake uye nei izvi zviine ngozi? (lvs 23-24 ¶17)

    • 1Ti 4:13—Nei Pauro akakurudzira Timoti kuti arambe achishingairira kuverenga paruzhinji? (it-2-E 714 ¶1-2)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) 1Ti 4:1-16 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunodzokera Kechipiri: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Koka munhu wacho kumisangano. (th chidzidzo 11)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (4 min. zvichidzika) lvs 207-209 ¶20-21 (th chidzidzo 3)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min. zvichidzika) Kurukura nemunhu wauri kudzidza naye Bhaibheri asiri kufambira mberi uchimuudza kuti mava kumbomira kudzidza. Asi muudze zvakanaka.—Ona mwb19.02 7. (th chidzidzo 12)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 37

  • Zvakaipira Kutsvaga Pfuma: (7 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi ‘Ngatimhanyei Tichitsungirira’—Siyana Nezvinhu Zvisina Basa Zvinorema, uye kana yapera kurukurai nevateereri zvidzidzo zvirimo.

  • “Kuzvipira Kuna Mwari, Kana Kuti Kusimbisa Muviri”: (8 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Zvaunofanira Kuziva Nezvemitambo.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 77

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 21 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe