RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 July p. 5
  • July 22-28

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • July 22-28
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 July p. 5

July 22-28

1 TIMOTI 1-3

  • Rwiyo 103 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Vavarira Kuita Basa Rakanaka”: (10 min.)

    • [Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku ra1 Timoti.]

    • 1Ti 3:1—Hama dzinokurudzirwa kuti dzivavarire kuva vatariri (w16.08 21 ¶3)

    • 1Ti 3:13—Hama dzinoshumira zvakanaka dzinowana makomborero (km 9/78 4 ¶7)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • 1Ti 1:4—Nei Pauro akayambira Timoti kuti arege kuteerera nhoroondo dzemadzinza? (it-1-E 914-915)

    • 1Ti 1:17—Nei Jehovha ari iye ega akakodzera kunzi “Mambo asingagumi”? (cl 12 ¶15)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) 1Ti 2:1-15 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera Kechipiri: (5 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.

  • Paunodzokera Kechipiri: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 2)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min. zvichidzika) lvs 47-48 ¶6-7 (th chidzidzo 6)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 137

  • Vechidiki Vanokudza Jehovha Pabasa rekuWarwick: (6 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo. Kana yapera bvunzai mibvunzo iyi:

    Hama nehanzvadzi dzechidiki dzakabatsira sei pakuvaka mahofisi ekuWarwick, uye zvakavabatsira sei?

    Zvinhu zvipi zvinogona kuitwa nehama nehanzvadzi dzechidiki muungano kuti dzikudze Jehovha?

  • “Unodzidzei Kubva Kwavari?”: (9 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Remekedza Varume Vagara Nebasa.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 76

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 115 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe