RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 July p. 4
  • July 15-21

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • July 15-21
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 July p. 4

July 15-21

2 VATESARONIKA 1-3

  • Rwiyo 67 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Kuratidzwa Kwemunhu Asingateereri Mutemo”: (10 min.)

    • [Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku ra2 VaTesaronika.]

    • 2VaT 2:6-8—“Munhu asingateereri mutemo” atovapo uye acharatidzwa (it-1-E 972-973)

    • 2VaT 2:9-12—Vaya vanotsauswa ‘nemunhu asingateereri mutemo’ vachatongwa (it-2-E 245 ¶7)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • 2VaT 1:7, 8—Zvinorevei kuti Jesu nengirozi vacharatidzwa “murimi remoto”? (it-1-E 834 ¶5)

    • 2VaT 2:2—Pauro airevei paakanyora “nezvekutaura kunenge kuchiitwa zvekufemerwa”? (it-1-E 1206 ¶4)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) 2VaT 1:1-12 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera Kekutanga: (5 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.

  • Paunodzokera Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 6)

  • Paunodzokera Kekutanga: (4 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira wobva wamuratidza bhuku raBhaibheri Rinotidzidzisei? (th chidzidzo 12)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 61

  • Uchiri Kunakidzwa Neushumiri Here?: (15 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Zvii Zvaungaita Kuti Unakidzwe Neushumiri Hwako?

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 75

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 111 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe