RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 June p. 4
  • Jehovha Anoti Kudii?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Jehovha Anoti Kudii?
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
  • Mashoko Akafanana
  • Unosarudza Sei Zvinhu Zvine Chekuita Neupenyu Hwako?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2016
  • Zvatingaite Kana Tichifanira Kusarudza Zvekuita
    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Kosi yeBhaibheri
  • Tungamirira Nhanho Dzako Nenheyo Dzemitemo yaMwari
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2002
  • Ratidza Kutenda—Ita Zvisarudzo Nekuchenjera
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2017
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 June p. 4

KURARAMA KWECHIKRISTU

Jehovha Anoti Kudii?

Tisati tasarudza zvekuita, zvingava zvikuru kana zvidiki, tinozvibvunza here kuti, ‘Jehovha anoti kudii?’ Kunyange tisingakwanisi kuziva zvese zviri mupfungwa dzaJehovha, zvaanotidzidzisa achishandisa Shoko rake zvakakwana kuti tikwanise “kuita mabasa ese akanaka.” (2Ti 3:16, 17; VaR 11:33, 34) Jesu aiziva zvinodiwa naJehovha uye ndizvo zvaaiisa pekutanga muupenyu. (Joh 4:34) Dai tikatevedzera Jesu, toita kuti pazvese zvatichasarudza tifadze Jehovha.​—Joh 8:28, 29; VaE 5:15-17.

ONA VHIDHIYO INONZI RAMBA UCHINZWISISA ZVINHU ZVINODIWA NAJEHOVHA (Zva 19:18), WOZOPINDURA MIBVUNZO INOTEVERA:

  • Nei tichifanira kushandisa mazano eBhaibheri muupenyu hwedu?

  • Mazano api eBhaibheri atinofanira kufunga nezvawo pakusarudza nziyo dzekuteerera?

  • Mazano api eBhaibheri atinofanira kufunga nezvawo pakusarudza zvekupfeka?

  • Ndepapi pamwe patinofanira kushandisa mazano eBhaibheri?

  • Tingaitei kuti tiwedzere kunzwisisa zvinodiwa naJehovha?

Zvapupu zvemarudzi akasiyana-siyana, zvakapfeka hembe dzakasiyana-siyana, zvichitorwa pikicha

Zvandinosarudza zvinoratidza kuti ushamwari hwangu naJehovha hwakaita sei?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe