RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 June p. 4
  • June 17-23

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • June 17-23
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 June p. 4

June 17-23

VAEFESO 4-6

  • Rwiyo 71 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Pfekai Zvipfeko Zvakakwana Zvemurwi Zvinobva Kuna Mwari”: (10 min.)

    • VaE 6:11-13​—Tinoda kudzivirirwa kubva kuna Satani nemadhimoni ake (w18.05 27 ¶1)

    • VaE 6:14, 15​—Zvidzivirire nechokwadi, nekururama uye nemashoko akanaka erugare (w18.05 28-29 ¶4, 7, 10)

    • VaE 6:16, 17​—Zvidzivirire nekutenda, netariro yeruponeso, uye neShoko raMwari (w18.05 29-31 ¶13, 16, 20)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • VaE 4:30​—Munhu angarwadzisa sei mweya mutsvene waMwari? (it-1-E 1128 ¶3)

    • VaE 5:5​—Nei munhu ane makaro achifananidzwa nemunhu anonamata zvidhori? (w07 8/1 22 ¶8; w01 6/15 6 ¶3, 4)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) VaE 4:17-32 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera Kekutanga: (5 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.

  • Paunodzokera Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 6)

  • Paunodzokera Kekutanga: (5 min. zvichidzika) Tanga nekushandisa mharidzo yekuenzanisira wobva waita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Nei Uchifanira Kudzidza Bhaibheri? mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho.) (th chidzidzo 8)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 135

  • “Jehovha Anoti Kudii?”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Ramba Uchinzwisisa Zvinhu Zvinodiwa naJehovha (Re 19:18).

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 71

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 34 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe