RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 June p. 3
  • June 10-16

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • June 10-16
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 June p. 3

June 10-16

VAEFESO 1-3

  • Rwiyo 112 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Urongwa hwaJehovha Uye Chinangwa Chahwo”: (10 min.)

    • [Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku raVaEfeso.]

    • VaE 1:8, 9​—“Chakavanzika chitsvene” chinosanganisira Umambo hwaMesiya (it-2-E 837 ¶4)

    • VaE 1:10​—Jehovha ari kubatanidza zvisikwa zvake zviri kudenga nezviri panyika (w12 7/15 27-28 ¶3-4)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • VaE 3:13​—Pauro airevei paakati matambudziko aakasangana nawo kwaiva “kukudzwa” kwevaKristu vekuEfeso? (w13 2/15 28 ¶15)

    • VaE 3:19​—Tinosvika sei pakuziva “rudo rwaKristu”? (cl 299 ¶21)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) VaE 1:1-14 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 1)

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 3)

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ratidza saimba chimwe chezviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa. (th chidzidzo 9)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 95

  • “Zvii Zvaungaita Kuti Kuverenga Bhaibheri Kunyatsokubatsira?”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Ramba ‘Wakabatisisa’​—Nekunyatsodzidza Uri Wega.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 70

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 144 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe