RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 June p. 2
  • June 3-9

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • June 3-9
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 June p. 2

June 3-9

VAGARATIYA 4-6

  • Rwiyo 16 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “‘Mufananidzo’ Une Zvaunoreva Kwatiri”: (10 min.)

    • VaG 4:24, 25​—Hagari aimiririra rudzi rwevaIsraeri rwaiva pasi peMutemo waMozisi (it-1-E 1018 ¶2)

    • VaG 4:26, 27​—Sara aimiririra “Jerusarema riri kumusoro,” chikamu chekudenga chesangano raJehovha (w14 10/15 10 ¶11)

    • VaG 4:28-31​—Vanhu vanoteerera vachawana makomborero pachishandiswa “vana” veJerusarema riri kumusoro

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • VaG 4:6​—Shoko rechiHebheru kana kuti rechiAramaiki rekuti “abha” rinorevei? (w09 4/1 13)

    • VaG 6:17​—Pauro angangodaro airevei paakati “ndine mavanga ekuva muranda waJesu”? (w10 11/1 15)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) VaG 4:1-20 (th chidzidzo 10)

• SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Shingairira Kuverenga Nekudzidzisa: (10 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kuratidza Kushanda Kunoita Rugwaro, mobva makurukura navo chidzidzo 6 chebhurocha raKudzidzisa.

  • Hurukuro: (5 min. zvichidzika) w12 3/15 30-31​—Musoro: Nei vaKristu Vasingafaniri Kuona Zvinonyadzisira? (th chidzidzo 13)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 110

  • Zvemuungano Yenyu: (8 min.)

  • Zviri Kuitwa Nesangano: (7 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yeZviri Kuitwa Nesangano yaJune.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 69

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 40 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe