KURARAMA KWECHIKRISTU
Zvii Zvatingaita Kuti Tichengetedze Nzvimbo Dzedu Dzekunamatira?
Dzimba dzeUmambo dzakasiyana nezvimwe zvivako pakuti inzvimbo dzakatsaurirwa kuna Jehovha. Mumwe nemumwe wedu angaitei kuti Imba yeUmambo igare ichiratidzika zvakanaka?
ONA VHIDHIYO INONZI KUCHENGETEDZA NZVIMBO DZATINONAMATIRA, WOBVA WAZOPINDURA MIBVUNZO INOTEVERA:
Nei tiine nzvimbo dzekunamatira?
Nei tichifanira kuchengeta Imba yeUmambo yakachena uye zvinhu zvichishanda zvakanaka?
Kuita basa rekugadziridza nzvimbo dzatinonamatira kuri kukubatsira sei?
Nei tichifanira kudzivisa njodzi, uye ndezvipi zvawaona muvhidhiyo panyaya iyi?
Tingaratidza sei kuti tinokudza Jehovha nemari yezvipo yatinopa?
ZVANDARONGA KUITA KUTI NDIBATSIREWO