RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 May p. 6
  • May 27–June 2

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • May 27–June 2
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 May p. 6

May 27–June 2

VAGARATIYA 1-3

  • Rwiyo 106 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Ndakamutsiura Takanyatsotarisana”: (10 min.)

    • [Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku raVaGaratiya.]

    • VaG 2:11-13—VaKristu vechiJudha pavakashanyira Petro, kutya vanhu kwakaita kuti arege kuwadzana nevaKristu vakanga vasiri vechiJudha (w17.04 27 ¶16)

    • VaG 2:14—Pauro akatsiura Petro (w13 3/15 5 ¶12)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • VaG 2:20—Unofanira kuona sei rudzikinuro, uye nemhaka yei? (w14 9/15 16 ¶20-21)

    • VaG 3:1—Nei Pauro akati kuvaGaratiya “makapusa”? (it-1-E 880)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) VaG 2:11-21 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera Kechipiri: (5 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.

  • Paunodzokera Kechipiri: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 2)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min. zvichidzika) bhs 202 ¶18-19 (th chidzidzo 6)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 92

  • “Zvii Zvatingaita Kuti Tichengetedze Nzvimbo Dzedu Dzekunamatira?”: (15 min.) Kukurukurirana kunoitiswa nemukuru. Kana mapedza kuona vhidhiyo inonzi Kuchengetedza Nzvimbo Dzatinonamatira uye makurukura mibvunzo iri munyaya yacho, hama iri mukomiti yeImba yeUmambo ngaiuye kuchikuva moibvunza zvinotevera. (Kana musina hama iyi, bvunzai murongi mudare revakuru. Kana ungano yenyu iriyo yega inoshandisa Imba yeUmambo, bvunzai murongi weDhipatimendi Rinogadzirisa Nekuchengetedza Zvinhu.) Tiri kuita here zvese zvatinonzi tiite pakuchengetedza nzvimbo dzedu dzekunamatira? Tiri kushanda nenzira isingakonzeri njodzi here? Ndeapi mabasa ekuchengetedza Imba yeUmambo achangobva kuitwa, uye ari kuda kuzoitwa? Kana munhu aine ruzivo nezverimwe basa pakuchengetedza Imba yeUmambo, anofanira kuita sei? Ko vanenge vasina ruzivo asi vachida kudzidziswa nevane ruzivo, vangaitei? Munhu wese angaitei kuti Imba yeUmambo igare ichiratidzika zvakanaka?

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 68

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 72 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe